Unganidzai (Feat. Stand Music & Zim Adventist Legends)

Unganidzai (Feat. Stand Music & Zim Adventist Legends)

Tsubvu

Длительность: 4:00
Год: 2025
Скачать MP3

Текст песни

Unganidzai
Unganidzai vapinde, (vapinde mumba!)
Unganidzai vapinde, (vapinde mudanga!)
Unganidzai vapinde, (vapinde mumba!)
Nokuti Tenzi anovadana zvino

Danidzirai kumabvazuva! (Danidzirai kumabvazuva!)
Danidzirai kumadokero! (Danidzirai kumadokero!)
Danidzirai nekuchamhembe! (Danidzirai nekuchamhembe!)
Mativimana ose danidziriai!

Tenzi atituma (Atituma, tidane varombo)
Tenzi atituma (Atituma, tidane vapfumi)
Tenzi atituma (Atituma tidane madzishe)
Vauye kumusha! (Vauye kumusha!)
Kuti vakaneta (Vakaneta vapinde'iro denga)
Kuti vanenyota (Vanenyota vamwe'iro tsime)
Kuti vanoshaya (Vanoshaya vagutswe zvikuru)

(bridge)
Dzimba dzagadzirwa! (Dzagadzirwaaa)
Dzokuti vapinde (Vapinde)
Dzimba dzagadzirwa! (Dzagadzirwaaa)
Dzokugara vose!
Dzimba dzagadzirwa! (Dzagadzirwaaa)
Dzokuti vapinde (Vapinde)
Dzimba dzagadzirwa! (Dzagadzirwaaa)
Dzokuti vapinde'mo mumba. Ndimi!
Ndimi! makaita! mudakwangu ndimi! muchagara, naMuponesi
Ndimi! makaita! kudakwangu ndimi! muchagaraaaa!

Dzimba dzagadzirwa! (Dzagadzirwaaa)
Dzokuti vapinde (Vapinde)
Dzimba dzagadzirwa! (Dzagadzirwaaa)
Dzokugara vose!
Dzimba dzagadzirwa! (Dzagadzirwaaa)
Dzokuti vapinde (Vapinde)
Dzimba dzagadzirwa! (Dzagadzirwaaa)
Dzokuti vapinde'mo mumba
Ndimi! makaita! mudakwangu ndimi! muchagara, naMuponesi
Ndimi! makaita! kudakwangu ndimi! muchagaraaaa!
Murufaro! (Rufaro! Narinhi!)