Hossana
Jah Prayzah And The 3Rd Generation Band
5:04Ibva munzira ndidarike Soja risimuke Nyangwe ukandizvonda han'ya naniko Wakuvarira mukati asi wazvinzwa tsotsi Nyangwe ukandizvonda han'ya naniko Maziso piriviri Magumbuka chiiko? Handikendenge Kuzvivesera moto Magumbuka chiiko? Handikendenge Chamondivavarira Magumbuka chiiko? Handikendenge Kuzvimba kunge shato Magumbuka chiiko? Handikendenge Vanditarisisa kumusoro nekuzasi Ndikati nzvee ndikati nzvee Pfumo rikabaya pasi Handiverengere poshi Shoko rangu harivhikwi Vamwe vanobheja mari Voda kundidyara kunge mhodzi Pondai pondai kani Pondai pondai zvenyu Pondai pondai kani Pondai pondai zvenyu Maziso piriviri Magumbuka chiiko? Handikendenge Kuzvivesera moto Magumbuka chiiko? Handikendenge Chamondivavarira Magumbuka chiiko? Handikendenge Kuzvimba kunge shato Magumbuka chiiko? Handikendenge Vanofarira kungomora pasina nyuchi dzinoruma Dai upenyu hwaidaro eh eh eh zvaifamba Vanonokora dzemarema sare mhuri dzichichema Dai Mwari maitonga mbavha zvaifamba Vanofarira kungomora pasina nyuchi dzinoruma Dai upenyu hwaidaro eh eh eh zvaifamba Vanonokora dzemarema Sare mhuri dzichichema Dai Mwari maitonga mbavha zvaifamba Maziso piriviri Magumbuka chiiko? Handikendenge Kuzvivesera moto Magumbuka chiiko? Handikendenge Chamondivavarira Magumbuka chiiko? Handikendenge Kuzvimba kunge shato Magumbuka chiiko? Handikendenge Ibva munzira ndidarike Soja risimuke Nyangwe ukandizvonda han'ya naniko Wakuvarira mukati asi wazvinzwa tsotsi Nyangwe ukandizvonda han'ya naniko Maziso piriviri Magumbuka chiiko? Handikendenge Kuzvivesera moto Magumbuka chiiko? Handikendenge Chamondivavarira Magumbuka chiiko? Handikendenge Kuzvivesera moto Magumbuka chiiko? Handikendenge Chamondivavarira Magumbuka chiiko? Handikendenge Chamondivavarira Magumbuka chiiko? Handikendenge Chamondivavarira Magumbuka chiiko? Handikendenge Chamandivavarira Magumbuka chiiko? Handikendenge Vanofarira kungomora pasina nyuchi dzinoruma Dai upenyu hwaidaro eh eh eh zvaifamba Vanonokora dzemarema sare mhuri dzichichema Dai Mwari maitonga mbavha zvaifamba Vanofarira kungomora pasina nyuchi dzinoruma Dai upenyu hwaidaro eh eh eh zvaifamba Vanonokora dzemarema Sare mhuri dzichichema Dai Mwari maitonga mbavha