Tenda
Jah Prayzah
4:21Varume sei muchitevera tsimba rangu? Varume sei muchinokora tsoka yangu? Munondikandira matombo munzira yangu Munondicherera makomba munzira yangu Kana ndakatadza mundiregerere Kana ndakaresva mundikanganwire Kana ndakatadza mundiregerere Kana ndakaresva mundikanganwire Ndiyo here nyaya yacho nhai vakuruwe? Zvamunonditarisa musingapindure Munoda kuti nyembe dzangu ndidzikurure Ndidzipe ani nhai vakuruwe? Ndiyo here nyaya yacho nhai vakuruwe? Zvamunonditarisa musingapindure Munoda kuti nyembe dzangu ndidzikurure Ndidzipe ani nhai vakuruwe? Havamborara mudzimba Varikumwaya bute Varikusosere minzwa munzira yangu, munzira yangu Havamborara mudzimba Varikumwaya bute Varikusosere minzwa munzira yangu, munzira yangu Havandishuvire rudo nerugare, kuti ndiro soja rinosvika kure Ndiende kumaroro kure kure, ndizo here nhai vakuruwe? Havandishuvire rudo nerugare, kuti ndiro soja rinosvika kure Ndiende kumaroro kure kure, ndizvo here nhai vakuruwe? Iri ndiro soja rinosvika kure (soja, soja rinosvika kure) Iri ndiro soja rinosvika kure (soja rinosvika kure) Iri ndiro soja rinoenda kure (soja, soja rinoenda kure) Iri ndiro soja rinoenda kure (soja rinoenda kure) Havamborara mudzimba Varikumwaya bute Varikusosere minzwa munzira yangu, munzira yangu Havamborara mudzimba Varikumwaya bute Varikusosere minzwa munzira yangu, munzira yangu Mhai munzira yangu, munzira yangu Mhai munzira yangu hwee, munzira yangu Mhai munzira yangu wooo, munzira yangu Mhai munzira yangu hwee, munzira yangu Ndiyani, ndiyani akareba, anokwanisa kusimudza mureza? Ndiyani, ndiyaniko member, anokwanisa kumira ariega? Tirikutsvaga chamagwiza, gamba risina anoperekedza Anenjere shanu dzakarodzwa, dzinocheka kucheka kunge reza Ndiro soja rinosvika kure (soja) Soja rinosvika kure (soja rinosvika kure) Iri ndiro soja rinoenda kure (soja, soja rinoenda kure) Iri ndiro soja rinoenda kure (soja rinoenda kure) Havamborara mudzimba Varikumwaya bute Varikusosere minzwa munzira yangu, munzira yangu Havamborara mudzimba Varikumwaya bute Varikusosere minzwa munzira yangu, munzira yangu Mhai, munzira yangu, munzira yangu Mhai, munzira yangu woo, munzira yangu Mhai, munzira yangu hwee, munzira yangu Munzira yangu, munzira yangu