Kundiso
Leonard Karikoga Zhakata
9:20Zvandapihwa naShe ndinogamuchira Handirambe hoo, ndinotora handirambe Zvandapihwa naShe ndinogamuchira Chipo chandapihwa Hoo, ndinotora, handirambe nhai Kudakwashe kwairambwa Ndiani aida kufa? Hapana Hoo, ndinotora, handirambe nhai Kudakwashe kwairambwa Ndiani aida kufirwa? Hapana Hoo, ndinotora handirambe Zvandapihwa naShe ndinogamuchira Handirambe hoo, ndinotora handirambe Zvandapihwa naShe ndinogamuchira Hazvirambike Hoo, ndinotora, handirambe nhai Kudakwashe kwairambwa Kungadai kusina mapofu Ndinotora handirambe nhai Kudakwashe kwairambwa Kungadai kusina mapofu Ndinotora, kuda kwaShe, hazvina mhosva Kudakwashe kwairambwa Kungadai kusina mhetamakumbo Ndinotora handirambe nhai Kudakwashe kwairambwa Kungadai kusina mazunguzurwa Ndinotora, handirambi Zvandapihwa naShe ndinogamuchira Handirambe hoo, ndinotora handirambe Zvandapihwa naShe ndinogamuchira Hazvirambike Hoo, ndinotora, handirambe Hazvina mhosva