Mazano

Mazano

Leonard Dembo And The Barura Express

Альбом: Mazano
Длительность: 7:29
Год: 1993
Скачать MP3

Текст песни

Usaona maDhliwayo uyo akachenawo kudai
Iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee

Usaona maDhliwayo uyo akachenawo kudai
Iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee

Usaona mwana uyu akachenawo kudai
Iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee

Usaona mwana uyu akachenawo kudai
Iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee

Baba namai vake vaimuchengeta,
Koo iwe unozomuchengeta here?
Baba namai vake vaimuchengeta,
Koo iwe unozomuchengeta here?

Munoziva kutambura kwake mwana wenyu,
Dai mamupa makomborero

Munoziva kutambura kwake mwana wenyu,
Dai mamupa makomborero

Makatambura naye mwana uye
Dai mamupa zvakawanda

Makatambura naye mwana wenyu,
Dai mamupa zvakawanda

Dai mamupa vanakomana vakawanda,
Rudzi rwake rudikidiki

Mozomupa vanasikana vakawanda,
Madzitete anopa mazano

Dai mamupa vanakomana vakawanda,
Rudzi rwake rudokodoko

Mozomupa vanasikana vakawanda,
Madzitete anopa mazano

Munoziva kutambura kwake mwana wenyu,
Dai mamupa makomborero

Munoziva kutambura kwake mwana uyu,
Dai mamupa makomborero

Dai mamupa vanakomana vakawanda,
Rudzi rwake rudikidiki

Mozomupa vanasikana vakawanda,
Madzitete anopa mazano