Mudazvevamwe

Mudazvevamwe

Leonard Dembo And The Barura Express

Альбом: Mazano
Длительность: 6:48
Год: 1993
Скачать MP3

Текст песни

Koo chako zvachakanaka wani
Uchachida rinyiko zvaunoda zvevamwe iwe?

Koo chako zvachakanaka wani
Uchachida rinyiko zvaunoda zvevamwe iwe?

Koo wako zvaakanaka wani
Uchamuda riniko zvaunoda vevamwe iwe?

Koo wako zvaakanaka wani
Uchamuda riniko zvaunochiva vevamwe iwe?

Chiregogunun'una segotsi
Unoda kuona zvemberi, ndezve huma

Chiregogunun'una segotsi
Unoda kuona zvemberi, ndezve huma

Kana wamuda iwe wotomuterera
Kana wandida iwe wotondichengeta

Koo chako zvachanaka wani
Uchachida riniko zvaunoda zvevamwe iwe?

Koo wako zvaakanaka wani
Uchamuda riniko zvaunoda vevamwe iwe?

Chirego gunun'una segotsi
Unoda kuona zvemberi ndezve huma

Kana wamuda chete wotomuteerera
Kana wamuda iwe woto muchengeta
Kana wamuda chete wotomuteerera
Kana wamuda iwe wotomuchengeta
Kana wandida iwe wotonditeerera

Kana wandida iwe wotonditeerera
Kana wandida iwe woto ndichengeta
Kana wandida iwe wotonditeerera
Kana wandida iwe woto ndichengeta
Kana wandida iwe wotonditeerera
Kana wandida iwe woto ndichengeta