Kundiso
Leonard Karikoga Zhakata
9:20Kana ndisingakanganisi takatendarana Kuti pakuyambuka tichabatana maoko Takati pakuyambuka ndichakubata ruoko Pakuyambuka uchandibata ruoko Pakuyambuka ndichakubata ruoko Pakuyambuka Toyambuka pamwe chete Vanofambidzana vaviri vaviri Oh ini ndiri ndega Vanofambidzana vaviri vaviri Oh ini ndiri ndega Nechimiro pane vamwe handichina Handichina Nechimiro pane vamwe handichina Handichina Asi kana ndisingakanganisi takatendarana Kuti pakuyambuka tichabatana maoko Takati pakuyambuka ndichakubata ruoko Pakuyambuka uchandibata ruoko Pakuyambuka ndichakubata ruoko Pakuyambuka Toyambuka pamwe chete Zvichinge zviripo zvandaikukanganisirawo Handirambe Zvichinge zviripo zvandaikukanganisirawo Handirambe Ndichinge ndakukumbirawo ruregerero, ungadzoka kwandiri here? Ndichinge ndakukumbirawo ruregerero, ungadzoka kwandiri here? Hona mandiri, upenyu hwangu rave gasva Ndati mandiri, upenyu hwangu rave gasva Chihuyaka (chihuyaka) Tichienda kwataichienda Chihuyaka (chihuyaka) Tichienda kwataichienda Chihuyaka (chihuyaka) Uchindipa zvawaichindipa Chihuyaka (chihuyaka) Uchindipa zvawaichindipa Chihuyaka (chihuyaka) Tichiita zvataichiita Chihuyaka (chihuyaka) Tichiita zvataichiita Chihuyaka (chihuyaka) Tichienda kwataichienda Chihuyaka (chihuyaka) Tichienda kwataichienda Chihuyaka (chihuyaka) Uchindipa zvawaichindipa Chihuyaka (chihuyaka) Tichiita zvataichiita Ndarangarira zvemwaka uya wangu Ndarangarira zvemwaka uya wangu Pandaiti ndikangowana chandibhowa Ndochengetera kuzokupandira wangu Newewo waiti ukangowana chakufadza Wochengetara kuzondipandira wako Taisiti tikangosuwana chete Panhare tobatana Taisiti tikangosuwana chete Panhare tobatana Zvino chakagona chakasvikokubvuta mandiri Chakagona chakasvikokubvuta mandiri Chakagona chakasvikokubvuta mandiri Chakagona chakasvikokubvuta mandiri Ndazove rombe iro Ndatove rombe panyika Ndazove rombe iro Ndatove rombe panyika Ndiwe here wakaita fungira mumoyo Ndiwe here wakaita fungira mumoyo Ndiwe here wakaita fungira mumoyo Ndiwe here wakaita fungira mumoyo Asi kana ndisingakanganisi takatendarana Kuti pakuyambuka tichabatana maoko Kana ndisingakanganisi takatendarana Kuti pakuyambuka tichabatana maoko Umm mama sa sa sa sa sa sa Chihuyaka (chihuyaka) Tichienda kwataichienda Chihuyaka (chihuyaka) Tichienda kwataichienda Chihuyaka (chihuyaka) Uchindipa zvawaichindipa Chihuyaka (chihuyaka) Uchindipa zvawaichindipa Chihuyaka (chihuyaka) Tichiita zvataichiita Chihuyaka (chihuyaka) Tichiita zvataichiita