Hatida Hondo
Oliver Mtukudzi
5:41Chisi chako masimba mashoma Chisi chako masimba mashoma, masimba mashoma Hona, kana mombe yekurongerwa, ndeyekukame wakaringe nzira Hona, kana mombe yekuchengeteswa, ndeyekukame wakaringe nzira Chisi chako masimba mashoma, masimba mashoma Kutamba nemombe yehumai, wairasa Kutamba nemombe yehumai wairasa, wairasa Hona nyakurarama nechisi chake, anodya asicheuka Nyakurarama nechisi chake, unoona anedya asicheuka Kutamba nemombe yehumai, wairasa Kutamba nemombe yehumai wairasa, wairasa Hona, kana mombe yekurongerwa, ndeyekukame wakaringe nzira Kana mombe yekuchengeteswa, ndeyekukame wakaringe nzira