Ndega Ndega
Pengaudzoke
4:35Kwandakabva kure nenhamo Kwandakabva kure nenhamo iyoyi Kwandakabva kure nenhamo Kwandakabva kure nenhamo iyoyi Ndairara mumabhiriji Ndairara mumabhiriji Ndairara mumabhiriji Ndairara mumabhiriji Ndichinonga sadza remumabhini Ndichinonga sadza remumabhini Ndichinonga sadza remumabhini Ndichinonga sadza remumabhini Chiri chido chekutsvage basa Chiri chido chekutsvaga basa irori Chiri chido chekutsvage basa Chiri chido chekutsvaga basa irori (Ndopandakatangana nayo nhamo yacho iyoyi) (Hehede unoseka nhamo serugare mukomana) (Kuzoona uchirara mumabhiriji nhamo yacho inenge yaomesesa kwazvo) Hama dzangu ndakaiona yee Hama dzangu ndakaiona yee Mese mese ndakaiona yee Mese mese ndakaiona yee Anabhudhi ndakaiona yee Anabhudhi ndakaiona, nhamo iyo Mese mese ndakaiona yee Mese mese ndakaiona yee Anabhudhi ndakaiona yee Anabhudhi ndakaiona, nhamo iyo (Aiwaiwaiwa) (Inga chiyero) (Chiyero) (Zvipiko mwana wamai nhamo ka iyi Vadzimu hamundione here?) Mese mese ndakaiona yee Mese mese ndakaiona yee