Hatida Hondo
Oliver Mtukudzi
5:41Zviuya zviri mberi Zviuya zviri mberi Zviuya zviri mberi Zviuya zviri mberi Unotosiya tsimba, kusiya tsimba iri Tsimba kuenda mberi Waenda mberi, mberi watungamira (Kutungamira) kutungamira husiya tsimba Zviuya zviri mberi Zviuya zviri mberi (umm) Zviuya zviri mberi Apa chikara Zviuya zviri mberi (umm) Zviuya zviri mberi (zviri mberi) Zviuya zviri mberi Apa chikara Kuteedza tsimba, tsimba hunge wariziva (Kuriziva tsimba) kuti itsimba reyi Tsimba reyi, rinechimiro chakadai? Rikadai tsimba, apa chikara Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (umm, zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi Apa chikara Zviuya zviri mberi (haa, zviuya zviri mberi ho) Zviuya zviri mberi (hee, zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi Apa chikara Chakanakira tsimba harinyebi (harinyebi) Rinokuudza zvazviri, zvazviri kuti chikara ichi (harinyebi) Kwachananga hakuna zviuya Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (honde mambo) Apa chikara Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (aah, zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (honde mambo) Apa chikara Chakanakira tsimba harinyebi (harinyebi) Rinokuudza zvazviri, zvazviri kuti chikara ichi (harinyebi) Kwachananga hakuna zviuya Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (honde mambo) Apa chikara Zviuya zviri mberi (aah, zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (hinde mambo) Apa chikara Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (hee, zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (hinde mambo) Apa chikara Zviuya zviri mberi (ah, zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (haa, zviuya zviri mberi) Zviuya zviri mberi (honde mambo) Apa chikara